Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Madzimambo 1:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo Dhavhidhi akanga akwegura, ava namakore mazhinji, asi akanga asingadziyirwi kunyange vaimufukidza namagumbeze.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 1

Maonero 1 Madzimambo 1:1 akapoteredza