Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zvakazarurwa 9:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakasara vavanhu vasina kuurayiwa namatambudziko aya havana kutendeuka pabasa ramaoko avo; havana kurega kunamata madhimoni, nokunamata zvifananidzo zvegoridhe, sirivha, nendarira, matombo namatanda, zvifananidzo zvisingagoni kuona, kunzwa kana kufamba.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 9

Maonero Zvakazarurwa 9:20 akapoteredza