Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zvakazarurwa 7:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shure kwaizvozvi, ndakaona vatumwa vana vamire pamakona mana enyika, vakabata mhepo ina dzenyika kuti vadzivise mhepo ipi zvayo kuvhuvhuta panyika kana pamusoro pegungwa kana pamuti upi zvawo.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 7

Maonero Zvakazarurwa 7:1 akapoteredza