Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zvakazarurwa 5:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye rakati raritora, zvisikwa zvipenyu zvina navakuru makumi mana navana vakawira pasi pamberi peGwayana. Mumwe nomumwe akanga ano rudimbwa uye vakanga vakabata ndiro dzegoridhe dzakanga dzizere nezvinonhuwira, inova ndiyo minyengetero yavatsvene.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 5

Maonero Zvakazarurwa 5:8 akapoteredza