Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zvakazarurwa 5:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo ndakaona pakati pechigaro choushe nezvisikwa zvipenyu zvina napakati pavakuru, Gwayana rakanga rimire uye rakaita serabayiwa, rine nyanga nomwe nameso manomwe, inova ndiyo mweya minomwe yaMwari yakatumwa munyika yose.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 5

Maonero Zvakazarurwa 5:6 akapoteredza