Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zvakazarurwa 5:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakachema nokuchema kukuru nokuti hakuna munhu akawanikwa akanga akafanira kuzarura bhuku rakapetwa kana kutarira mukati maro.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 5

Maonero Zvakazarurwa 5:4 akapoteredza