Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zvakazarurwa 4:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pachigaro choushe pakabuda kupenya kwemheni, kudengenyeka uye namaungira okutinhira. Pamberi pechigaro choushe, pakanga pane mwenje minomwe yaipfuta. Iyi ndiyo mweya minomwe yaMwari.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 4

Maonero Zvakazarurwa 4:5 akapoteredza