Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zvakazarurwa 4:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shure kwaizvozvi ndakatarisa, uye ipapo pamberi pangu pakanga pano mukova wakanga wakazaruka kudenga. Uye inzwi randakanzwa richitaura kwandiri rakanga rakaita sehwamanda, rakati, “Kwira kuno, ndigokuratidza zvinofanira kuitika shure kwaizvozvi.”

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 4

Maonero Zvakazarurwa 4:1 akapoteredza