Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zvakazarurwa 3:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndinoziva mabasa ako. Tarira, ndaisa pamberi pako mukova wakazaruka usingagoni kupfigwa nomunhu. Ndinoziva kuti une simba shoma, asi wakachengeta shoko rangu uye hauna kuramba zita rangu.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 3

Maonero Zvakazarurwa 3:8 akapoteredza