Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zvakazarurwa 21:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumwe wavatumwa vanomwe akanga ane ndiro nomwe dzizere namatambudziko manomwe okupedzisira akauya kwandiri akati, “Uya, ndizokuratidza mwenga, mukadzi weGwayana.”

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 21

Maonero Zvakazarurwa 21:9 akapoteredza