Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zvakazarurwa 21:24-26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

24. Ndudzi dzichafamba nechiedza charo, uye madzimambo enyika achauyisa kubwinya kwawo mukati maro.

25. Hapana zuva richatongozarirwa masuo aro, nokuti hakuchazovi nousiku ikoko.

26. Kubwinya nokukudzwa kwendudzi kuchauyiswa mariri.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 21