Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zvakazarurwa 20:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakaona zvigaro zvoushe zvakanga zvakagarwa navaya vakanga vapiwa simba rokutonga. Uye ndakaona mweya yavaya vakanga vagurwa misoro nokuda kwokupupura kwavo nezvaJesu uye nokuda kweshoko raMwari. Vakanga vasina kunamata chikara kana mufananidzo wacho uye vakanga vasina kugamuchira mucherechedzo pahuma dzavo kana pamaoko avo. Vakararama uye vakatonga pamwe chete naJesu kwamakore chiuru.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 20

Maonero Zvakazarurwa 20:4 akapoteredza