Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zvakazarurwa 19:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumuromo make munobuda munondo unopinza waanouraya nawo ndudzi. “Achavatonga netsvimbo yesimbi.” Anotsika chisviniro chewaini yokutsamwa kwehasha dzaMwari Wamasimba Ose.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 19

Maonero Zvakazarurwa 19:15 akapoteredza