Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zvakazarurwa 19:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakarepo ndakawira patsoka dzake kuti ndimunamate. Asi iye akati kwandiri, “Rega kudaro! Ndiri muranda pamwe chete newe uye nehama dzako dzinobatirira pakupupura Jesu. Namata Mwari! Nokuti uchapupu hwaJesu ndiwo mweya wouprofita.”

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 19

Maonero Zvakazarurwa 19:10 akapoteredza