Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zvakazarurwa 19:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Shure kwaizvozvi, ndakanzwa inzwi kudenga rakaita somutinhiro wavazhinji zhinji richiti:“Hareruya!Ruponeso nokubwinya nesimba ndezvaMwari wedu,

2. nokuti kutonga kwake ndokwechokwadi uye kwakarurama.Akatonga chifeve chikuru chakaodza nyika noupombwe hwacho.Akatsiva paari ropa ravaranda vake.”

3. Uyezve vakati:“Hareruya!Utsi hunobuda maari hunokwira nokusingaperi-peri.”

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 19