Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zvakazarurwa 18:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Shure kwaizvozvi ndakaona mumwe mutumwa achiburuka kubva kudenga. Akanga ane simba guru, uye nyika yakavhenekerwa nokubwinya kwake.

2. Akadanidzira nenzwi guru achiti:“Rawa! Rawa Bhabhironi Guta Guru!Rava musha wamadhimoni nougaro hwemweya yose yakaipa,ugaro hweshiri dzose dzine tsvina nedzinonyangadza.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 18