Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zvakazarurwa 17:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Chikara, chawaona, chaivapo kare, zvino hachisisipo, uye chichabuda mugomba rakadzika chigoenda kundoparadzwa. Vanogara panyika vana mazita asina kunyorwa mubhuku roupenyu kubva pakusikwa kwenyika, vachakatyamara pavachaona chikara, nokuti chakanga chiripo, asi zvino hachisisipo, asi chichauya.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 17

Maonero Zvakazarurwa 17:8 akapoteredza