Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zvakazarurwa 17:16-18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

16. Chikara nenyanga gumi dzawaona zvichavenga chifeve. Zvichachiparadza zvigochisiya chisina kupfeka; zvichadya nyama yacho zvigochipisa nomoto.

17. Nokuti Mwari akazviisa mumwoyo yavo kuti apedze zvaaifunga nokubvuma kupa chikara simba rokutonga, kusvikira mashoko aMwari azadziswa.

18. Mukadzi wawaona ndiro guta guru rinotonga pamusoro pamadzimambo enyika.”

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 17