Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zvakazarurwa 16:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo kwakava nokupenya kwemheni, muroromero, maungira omutinhiro nokudengenyeka kwenyika kukuru. Hakuna kumbova nokudengenyeka kwakadaro kubva pakutanga kwavanhu kugara panyika; kwaiva kudengenyeka kukuru kwazvo.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 16

Maonero Zvakazarurwa 16:18 akapoteredza