Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zvakazarurwa 14:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye vakaimba rwiyo rutsva pamberi pechigaro choushe napamberi pezvisikwa zvipenyu zvina uye napamberi pavakuru. Hakuna munhu aigona kudzidza rwiyo urwo kunze kwaava zviuru zana namakumi mana navana vakanga vadzikinurwa kubva panyika.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 14

Maonero Zvakazarurwa 14:3 akapoteredza