Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zvakazarurwa 13:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kuitira kuti kurege kuva nomunhu angagona kutenga kana kutengesa kunze kwokunge ano mucherechedzo, unova ndiwo zita rechikara kana chiverengo chezita racho.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 13

Maonero Zvakazarurwa 13:17 akapoteredza