Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zvakazarurwa 13:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana munhu achifanira kupinda muutapwa,muutapwa achapinda hake.Kana munhu achifanira kuurayiwa nomunondo,nomunondo achaurayiwa hake.Apa ndipo panodikanwa kutsungirira nokutendeka kwavatsvene.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 13

Maonero Zvakazarurwa 13:10 akapoteredza