Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zvakazarurwa 12:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo shato yakatsamwira mukadzi uye ikaenda kundorwa navana vake vakanga vasara, vaya vanoteerera mirayiro yaMwari uye vachibatirira pauchapupu hwaJesu.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 12

Maonero Zvakazarurwa 12:17 akapoteredza