Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zvakazarurwa 12:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Chiratidzo chikuru uye chinoshamisa chakaonekwa kudenga: mukadzi akanga akapfeka zuva, uye mwedzi uri pasi petsoka dzake, nekorona ine nyeredzi gumi nembiri pamusoro wake.

2. Akanga ane mimba uye akadanidzira mukurwadziwa sezvo akanga ava kupona.

3. Ipapo chimwe chiratidzo chakaonekwa kudenga: shato huru tsvuku ine misoro minomwe nenyanga gumi nekorona nomwe mumisoro yayo.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 12