Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zvakazarurwa 11:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi mushure mamazuva matatu nehafu, mweya woupenyu wakabva kuna Mwari wakapinda mavari, vakamira netsoka dzavo, uye kutya kukabata avo vakavaona.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 11

Maonero Zvakazarurwa 11:11 akapoteredza