Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zvakazarurwa 10:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo inzwi randakanga ndanzwa richibva kudenga rakataurazve kwandiri richiti, “Enda, utore bhuku rakapetwa rakazarurwa muruoko rwomutumwa amire pagungwa napanyika.”

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 10

Maonero Zvakazarurwa 10:8 akapoteredza