Testamende Yekare

Testamende Itsva

Zvakazarurwa 1:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvakazarurwa zvaJesu Kristu, zvaakapiwa naMwari kuti aratidze varanda vake zvinofanira kuitika nokukurumidza. Akazvizivisa nokutumira kwaakaita mutumwa wake kumuranda wake Johani,

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 1

Maonero Zvakazarurwa 1:1 akapoteredza