Testamende Yekare

Testamende Itsva

Varoma 8:38-39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

38. Nokuti ndinoziva kwazvo kuti kunyange rufu, kana upenyu, kana vatumwa, kana madhimoni, kana zvazvino, kana zvichauya, kana masimba api zvawo,

39. kana kwakakwirira, kana kwakadzika, kana chimwe chinhuwo zvacho pazvisikwa zvose, hazvingagoni kutiparadzanisa norudo rwaMwari, rwuri muna Kristu Jesu Ishe wedu.

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 8