Testamende Yekare

Testamende Itsva

Varoma 7:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino tichatiiko? Murayiro chivi here? Kwete! Zvirokwazvo ndingadai ndisina kuziva kuti chivi chii dai murayiro wakanga usipo. Nokuti ndingadai ndisina kuziva kuti kuchiva chii kudai murayiro usina kuti, “Usachiva.”

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 7

Maonero Varoma 7:7 akapoteredza