Mwari ngaavongwe kubudikidza naJesu Kristu Ishe wedu!Saka naizvozvo, ini pachangu, mupfungwa dzangu, ndiri muranda kumurayiro waMwari, asi panyama muranda kumurayiro wechivi.