Testamende Yekare

Testamende Itsva

Varoma 7:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ko, zvino chakanaka chakazova rufu kwandiri here? Kwete napaduku pose! Asi kuti chivi chionekwe sechivi, chakabereka rufu kubudikidza nechakanaka, kuitira kuti kubudikidza nomutemo chivi chive chakaipa kwazvo.

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 7

Maonero Varoma 7:13 akapoteredza