Testamende Yekare

Testamende Itsva

Varoma 5:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti, kana nokudarika kwomunhu mumwe, rufu rwakabata ushe kubudikidza nomunhu iyeye, ko, kuzoti vaya vakagamuchira nyasha zhinji dzaMwari uye nechipo chokungopiwa chokururama, vachabata ushe zvikuru sei muupenyu kubudikidza nomunhu mumwe, iye Jesu Kristu.

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 5

Maonero Varoma 5:17 akapoteredza