Testamende Yekare

Testamende Itsva

Varoma 4:23-25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

23. Mashoko okuti, “zvakanzi kwaari,” haana kunyorerwa iye oga,

24. asi kwatiriwo, kuna avo vachanzi naMwari vakarurama, kunesu vanotenda kwaari iye akamutsa Jesu Ishe wedu kubva kuvakafa.

25. Akaiswa kurufu nokuda kwezvivi zvedu uye akamutswa kuvapenyu nokuda kwokushayirwa mhosva kwedu.

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 4