Testamende Yekare

Testamende Itsva

Varoma 4:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo chipikirwa chinouya nokutenda, kuitira kuti zvive zvenyasha uye kuti chisimbiswe kuzvizvarwa zvose zvaAbhurahama, kwete avo vari vomurayiro voga, asi nokuna avo vari vokutenda kwaAbhurahama. Ndiye baba, vedu tose.

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 4

Maonero Varoma 4:16 akapoteredza