Kwete, kwete! Mwari ngaave wechokwadi, asi vanhu vose vave venhema. Sezvazvakanyorwa zvichinzi:“Kuitira kuti munzi makarurama pamunotaura,uye mukunde pakutonga kwenyu.”