Testamende Yekare

Testamende Itsva

Varoma 2:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo, iwe unotonga mumwe munhu hauna pembedzo, nokuti pachinhu chipi nechipi chaunotonga mumwe nacho, unozvipa mhosva iwe, nokuti iwe unotonga, unoita zvinhu zvimwe chetezvo.

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 2

Maonero Varoma 2:1 akapoteredza