Testamende Yekare

Testamende Itsva

Varoma 16:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Gayosi, uyo akandigamuchira ini nekereke yose iri kuno, anokukwazisai.Erasitosi mubati wehomwe yemari yeguta nehama yedu Kwatosi vanokukwazisai.

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 16

Maonero Varoma 16:23 akapoteredza