Testamende Yekare

Testamende Itsva

Varoma 16:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti vanhu vakadaro havasi kushumira Ishe wedu Kristu, asi dumbu ravo. Nokutaura kwakanaka uye nokubata kumeso, vanonyengera vanhu vane pfungwa dzisina uchenjeri.

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 16

Maonero Varoma 16:18 akapoteredza