Testamende Yekare

Testamende Itsva

Varoma 15:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti vakaona zvakanaka kuti vaite izvi, uye zvirokwazvo vane ngava kuti vavaitire izvi. Nokuti kana vaHedheni vakagovanawo pazvinhu zvoMweya zvavaJudha, vane ngavawo kuvaJudha kuti vagoverane navo pazvinhu zvavo zvenyika ino.

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 15

Maonero Varoma 15:27 akapoteredza