Testamende Yekare

Testamende Itsva

Varoma 15:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti handingatauri zvimwe zvinhu kunze kwezvinhu zvakaitwa naKristu kubudikidza neni mukutungamirira vaHedheni kuti vateerere Mwari nokuda kwezvandakataura uye ndikaita,

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 15

Maonero Varoma 15:18 akapoteredza