Testamende Yekare

Testamende Itsva

Varoma 15:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ini pachangu ndinoziva kwazvo, hama dzangu, kuti imi pachenyu muzere nokunaka, makakwana muruzivo uye munogona kudzidzisana.

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 15

Maonero Varoma 15:14 akapoteredza