Asi:“Kana muvengi wako ane nzara mupe zvokudya,kane ane nyota mupe chokunwa.Mukuita izvi, uchatutira mazimbe anopisa pamusoro wake.”