Testamende Yekare

Testamende Itsva

Varoma 10:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino, vachagodana seiko kuna iye wavasina kutenda kwaari? Uye vangatenda sei kuna iye wavasina kumbonzwa? Vanganzwa seiko kana kusina anovaparidzira?

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 10

Maonero Varoma 10:14 akapoteredza