Testamende Yekare

Testamende Itsva

Varoma 1:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti kubvira pakusikwa kwenyika izvo zvisingaonekwi zvaMwari, iro simba rake rinogara nokusingaperi nouMwari hwake, zvakanyatsoonekwa kwazvo, zvichizivikanwa kubva pazvinhu zvakaitwa, kuitira kuti vanhu varege kuva nepembedzo.

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 1

Maonero Varoma 1:20 akapoteredza