Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vakorose 4:17-18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

17. Muudze Akipasi kuti, “Ona kuti wapedza basa rawakagamuchira muna She.”

18. Ini, Pauro ndanyora kwaziso iyi noruoko rwangu pachangu. Rangarirai ngetani dzangu. Nyasha ngadzive nemi.

Verenga chitsauko zvakakwana Vakorose 4