Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vahebheru 9:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mozisi paakaparidza mirayiro yose kuvanhu vose, akatora ropa remhuru, pamwe chete nemvura, neshinda tsvuku uye namapazi ehisopi, akasasa pabhuku rakapetwa uye napavanhu.

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 9

Maonero Vahebheru 9:19 akapoteredza