Haichazovi sesungano yandakaita namadzitateguru avo,pandakavabata noruoko kuti ndivabudise kubva muIjipiti,nokuti havana kuramba vakatendeka kusungano yangu,neniwo ndakavasiya,ndizvo zvinotaura Ishe.