Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vahebheru 8:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muprista mukuru mumwe nomumwe akagadzwa kuti ape zvose zvipo nezvibayiro kuna Mwari, naizvozvo zvakanga zvakafanira kuti uyu ave nechokubayirawo.

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 8

Maonero Vahebheru 8:3 akapoteredza