Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vahebheru 7:27-28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

27. Asingafanani navaya vaprista, haafaniri kubayira zvipiriso zuva rimwe nerimwe, kutanga pamusoro pezvivi zvake, pashure pamusoro pezvivi zvavanhu. Iye akabayira zvivi zvavo kamwe chete zvikapera paakazvipa iye.

28. Nokuti murayiro unogadza vanhu vano utera savaprista vakuru; asi mhiko yakauya shure kwomurayiro, yakagadza mwanakomana, uyo akakwaniswa nokusingaperi.

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 7