Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vahebheru 6:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwari haazi asina kururama; haangakanganwi basa renyu norudo rwamakamuratidza pamaibatsira vanhu vake uye kuti muchiri kuramba muchivabatsira.

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 6

Maonero Vahebheru 6:10 akapoteredza